Man'wadhi emuBhaibheri
Peji rino ndere zvin'wadhi kana man'wadhi emubhaibheri. Mazita akanyogwa pano anoenderana nemazita matsva, kureva mazita ave kushandiswa mubhaibheri mazuva ano ngokuti mazita eChishona. Mazita ekare achiri kushandiswa wo zve.
Testamende Yekare
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Tafura rinorakidza Testamende Yekare.
Chishona Nhasi | Chishona Kare | Munyori | Chindau | Chikaranga | Chimanyika | Chikorekore | |||
---|---|---|---|---|---|---|---|---|---|
Mavambo | Genesi | Mhoze | |||||||
Kubuda | Ekisodho | Mhoze | |||||||
Varevhi | Revhitiko | Mhoze | |||||||
Numeri | Numeri | Mhoze | |||||||
Kutsinhiramutemo | Dhuteronomi | Mhoze | |||||||
Joshuwa | Joshua | Joshuwa | |||||||
Vatongi | |||||||||
Rute | Rute | Samweri, Natani | |||||||
Samweri I | 1 Samuere | Samweri, Natani | |||||||
Samweri II | 2 Samuere | Samweri, Natani | |||||||
1 Madzimambo | 1 Madzimambo | Yeremiha | |||||||
2 Madzimambo | 2 Madzimambo | Yeremiha | |||||||
1 Maviringuro | 1 Makoronike | Ezira | |||||||
2 Maviringuro | 1 Makoronike | Ezira | |||||||
Ezira | Ezira | Ezira | |||||||
Nehemiha | Nehemiah | Nehemiha, Ezira | |||||||
Esiteri/Esteri | Esiteri/Esita | Modhekai/Morudhukai | |||||||
Jobho | Jobho | Jobho | |||||||
Mapisarema | Mapisarema | Dhavhidha | |||||||
Tsumo | Zvirevo | Soromoni | |||||||
Muparidzi | Ekiriziyastesi | Soromoni | |||||||
Rwiyo rwa Soromoni | Zvimbo zva Soromoni | Soromoni | |||||||
Isaya | Isaya | Isaya, Yasheyahu
(Ishemponisi, Ishenunura) |
|||||||
Yiremiha | Jeremiah | Yeremiha | |||||||
Zviungudzo | Lamentations | Yiremiha | |||||||
Ezekieri | Ezekieri | Ezekieri (Simbarashe) | |||||||
Dhanyeri | Dhanieri | Dhanyeri | |||||||
Hosaya | Hosea | Hosaya | |||||||
Joere | Joere | Joere | |||||||
Amosi | Amosi | Amosi | |||||||
Obhadhia | Obhadhia | Obhadhiya | |||||||
Jona | Jona | Jina | |||||||
Mika | Mika | Mika | |||||||
Nahumi | Nahumi | Nahumi | |||||||
Habhakuki | Habhakuki | Habhakuki | |||||||
Zefania | Zefania | Zefania | |||||||
Hagai | Hagai | Hagai | |||||||
Zakariya | Zekariya | Zekariya | |||||||
Maraki | Maraki | Maraki |
Testamende Itsva
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mapoka mazhinji eChikristo anobvumirana nezvemakenoni eTestamende Ritsva (udorongodzwa hwe man'wadhi emuTestamende Ritsva) asi mamwe mapoka anoisa man'wadhi mumuraya rakasiyana kana muchinzvimbo.
Kereke ye Othodhoksi ye Itopiya rine mamwe man'wadhi ari mubhaibheri ravo; Mayovero (kureva Jubilees), N'wadhi ra Henoku, uye Mashoko Azere aBharuku (kureva The Rest of the Words of Baruch (4 Baruch).
Apokirifa ye Uruangirika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]The Anglican Church accepts the same order of books as the Vulgate (Catholic 16th Century) Bible. The 39 Articles (an Anglican list of doctrines or important beliefs) says that these Books of the Bible are Apocrypha:
- I. Esdras
- II. Esdras
- Tobit
- Judith
- The Rest of Esther
- The Wisdom of Solomon
- Ecclesiasticus (:)
- Baruch, with the Letter of Jeremiah
- The Song of the Three Jews, with the Prayer of Azariah
- The Story of Susanna
- Bel and the Dragon
- The Prayer of Manasseh
- I. Maccabees
- II. Maccabees
- III. Maccabees
Related pages
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]More websites
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- The Canon of Scripture – a Catholic perspective
- Table of Tanakh Books - includes Latin, English, Hebrew and abbreviated names (from Tel Aviv University).
- Judaica Press Translation - Online Jewish translation of the books of the Bible. The Tanakh and Rashi's entire commentary.
- Slavonic Bible (in Russian)
- Books of the Apocrypha (from the UMC)
- Western Armenian Bible (an essay, with full official canon at the end)
- Catholic books of the Bible
- Bible facts (Facts on the Bible)