[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Hukuru

Kubva Wikipedia

Hukuru (maturity, old age) zvinoreva kutanamara pakuwanda kwemakore.

  • Hukuru (prominence, supremacy) zvinodudzawo kuti munhu ane chinzvimbo chakakosha.
  • Hukuru (n. leadership, responsibility. 4. rank, status) kuva nechinhano chehutungamiri.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaGwere vanoti bukulu (n. maturity; old age) vachireva kukwegura. VaBukusu vanoti buukhulu (n. rank, degree, age, adulthood) kureva hukuru.
  • VaGwere vanoti bukulu (n. importance, prominence, greatness, eminence, supremacy) kureva hukoshi.
  • VaGwere vanoti bukulu (n. leadership, responsibility. 4. rank, status) zvichireva hukuru pakutungamira.
  • VaGwere vanoti kubba ekikulu (v. be important, vital, pertinent) zvichireva kuva mukuru.
  • VaYao vanoti chikulungwa (greatness ; the qualities of a chief or elder) vachireva hukuru hwashe kana hwemusharukwa.