[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Dunhu reMatabeleland South

Kubva Wikipedia
Mepu yeZimbabwe ine dunhu reMatabeleland South riri rweruvara dzvuku
Zvikwata zvedunhu reMatabeleland South

Dunhu reMatabeleland South rimwe rematunhu gumi ari munyikae yeZimbabwe.

Matabeleland South rine nharaunda ye54,172 km² uye rine hugari hwevanhu 683,893 (2012). Guta reGwanda ndiro guta guru redunhu.

Maruwa eMatabeleland South

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Zunde reMatabeleland South rakaumbwa nemabuwa manomwe anoti: