[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Muchacha

Kubva Wikipedia
Dzokororo sekubva 10:27, 11 Kurume 2013 na Legobot (ereketa | zvinzatu) (Bot: Migrating 1 interwiki links, now provided by Wikidata on d:q3711325 (translate me))
(zvisiyaniso) ← Dzokororo yekare | Dzokororo yarizvino (zvisiyaniso) | Dzokororo itsva → (zvisiyaniso)

Muchidzidzo fundoyetsimba, Muchacha (velocity)- iri izwi rinodudza nhambwe yafambwa nenzira yakatwasuka paumwe hwechiyero chenguva.

Muchacha une tsazaniso inoti Muchacha = (nhambwe/nguva); uye une chiyero chinonzi mita pa sekondi (m/s).

Muchacha unopimwa kushanduka kwerudzivo zvakare; apa ndipo panosiyana neSpidhi.