[go: up one dir, main page]

Svetuka kuchirochemo

Omani

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuOman)
Usuluta we Omani
Rwiyo: Nashid as-Salaam as-Sultani, "National anthem of Oman"

Omani (Chiarabhu: عُمَان ʿUmān), pachihofisi ichinzi Usuluta we Omani (Ara: سلْطنةُ عُمان Salṭanat(u) ʻUmān), inyika yechiArabhu yakagadzikwa kuchamhembekwemadokero eEzhiya. Iri kuchamhembechemabvazuva egombe reMugimbakirwa we Uarabhu, uye rinoendera kuGahwi re Perusiya. Omani miganhu yevhu ne Saudhi Arabhiya, Mubatano weUamire weUarabhu, ne Yemeni, ichipanana miganhu ne Irani ne Pakistani zve.



Ezhiya

Afughanistani · Arumeniya · Azeribhaijani · Bhahareyini · Bhangaladhesha · Bhuruma · Bhurunei · Bhutani · Chayina · India · Indonezha · Irani · Iraki · Isiraeri · Istimuri · Japani · Jojiya · Jorodhani · Kambodhiya · Kazakhistani · Kerigistani · Koriya Chamhembe · Koriya Maodzanyemba · Kuwayiti · Morudhivhi · Mongoriya · Neparu · Omani · Pakistani · Kataa · Raosi · Rebhanoni · Rhashiya · Saipurasi · Saudhi Arabhiya · Sin'apowo · Sri Lanka · Siriya · Tajikistani · Turuki · Turukimenistani · Mubatanidzwa weMaamire eUarabhu · Uzibhekistani · Vhiyetinamu · Vufiripina · Vumalayi · Vuthayi · Yemeni


Template:Mabvazuva Epakati